Skip Navigation

Cine

ADN


 

Compre ahoraDe La biología del desarrollo prenatal

Guión: Zygote rine makumi mana nematanhatu enhengo nhengo idzi ndidzo dzinovamba upenyu hwemunhu ega-ega uyendiyo inonzi "genetic blueprint" yakakwana. Masikirwo emunhu anogara mukati mehata yakamonwa ye ma"molecules" anonzi "DNA". Anochengetedza makuriro Anoita munhu kubva pakuberekwa kusvika muviri wese wakwana.

Ma "DNA molecules" akafanana nemanera akamonerera anodaidzwa kuti "double helix". Manera aya anenge aine Ma"molecules" maviri-maviri, kanakuti mabesi anonzi "guanine", "cytosine", "adenine", ne "thymine".

Ma"Guanine" anosangana chete ne "cytosine", ne "adenine" ine "thymine".

Todas las edades en referencia a la fecundación, no al último período menstrual.
 <  Anterior    Ver fotos instantáneas    Siguiente  > 
ADN
ADN
Hasta el sol de ida y vuelta
Hasta el sol de ida y vuelta
Fecundación 1
Fecundación 1
Fecundación 2
Fecundación 2
División celular
División celular
La mórula y el blastocisto
La mórula y el blastocisto
Previous Set Previous Picture Next Set Next Picture