CineCapas germinales y formación de órganos |
Compre ahoraDe La biología del desarrollo prenatal |
Guión: Pakupera kwemasvondo maviri anechidimbu, "epiblast" inenge yavepo uye ne ma"specialized tissues" matatu, kana kuti ma "germ layers", anonzi "ectoderm", "endoderm", ne" mesoderm". "Ectoderm" inokonzera kukura kwenhengo dzemuviri dzinosanganisa uropi, musana, tsinga, ganda, nzara, nevhudzi. "Endoderm" inogadzira mukati mehuro nezvekufema zvese uye nezvekumedza nekudya zvese, uye nekugadzira dzimwe nhengo dzese dzemuviri dzakaita sechitaka nerwatata. "Mesoderm" inogadzira mwoyo, neitsvo, mapfupa, tsinga dzinobatanidza mapfupa, nyama yemuviri, tsinga dzeropa, nedzimwewo nhengo. |
Todas las edades en referencia a la fecundación, no al último período menstrual.
|
< Anterior | Siguiente > |