CineFinal del período embrionario |
| Compre ahoraDe La biología del desarrollo prenatal |
|
Guión: Pamasvondo masere ndopanoguma inonzi "embryonic period". Panguva ino, "embryo" yega-yega inenge yabva mu"cell" rimwechete kusvika ma"cell" anokwana zviuru nezviuru zvemamiriyoni anovaka zviuri zvina zvenhengo dzakasiyana. Panguva iyi "embryo" inenge yave nenhengo dzese dzayo dzakafanana nedzevanhu vakuru. |
|
Todas las edades en referencia a la fecundación, no al último período menstrual.
|
| < Anterior | Ver fotos instantáneas | Siguiente > |
|
|




